PAPER BAG LYRICS BY WINKY D


Hoooo I paper bag
Kwete regrocery paper bag
Rakatakura paper bedzi
Magreen aya , Oskid worker maths.
Gafa rapinda vadhabhura
Isa zvinwiwa patafura
Waiter ndiserver
Bepa ndi shevhe
Tisu madhara
Takura

Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo change
Sabhura zvima ten nema five pabenji

Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo change
Sabhura zvima ten nema five pabenji

Ndeipi Ko baby une Gucci bag
Igenuine here kana bootilegi
Thousand iro sheka booty bedzi
Unetsvigiri fanike kuchiredzi
Macalls awanda ndaisa phone mundege

Tora pikicha ne Iphone undi tege
Gafa ndagara handina pressure
Saka handina kuuya pano kuti undijege

Ma five na ten na twenty
Kwete kwete kwete pano
Mafifty nemawaya
Chete chete chete pano
Iwo ma five maten matwenty
Kwete kwete kwete pano
Mafifty nemawaya
Chete chete chete pano


Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo chenji
Sabhura zvima ten nema five pabhenji


Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo chanji
Sabhura zvima ten nema five pabhenji

Magreen hobho vakufunga kuti mafeki notes
Usaite godo
Huya take notes
Ndirikupenya handidzimi kunge magetsi murouad
Ndava kumberi ndakutaura spaghetti roads
Ndakati dzika dzakadzika ngirozi
Kutambura handchada
Ndaka pika boyz
Ndamira kuspenda
Ndaisa nyika pa pause
Vefinance vafona
Handiz kupika macalls

Ma five na ten na twenty
Kwete kwete kwete pano
Mafifty nemawaya
Chete chete chete pano
Iwo ma five maten matwenty
Kwete kwete kwete pano
Mafifty nemawaya
Chete chete chete pano


Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo chenji
Sabhura zvima ten nema five pabhenji


Ukandiona ndichifamba nemagoonz angu
Ita low ndiri kurova bag
Haikona kunditevedzera mamoves angu
Ita low ndirikurova bag.
Zvima waya waya keep change
Zvima fifty fifty keep change
Zvima twenty izvo ndo chenji
Sabhura zvima ten nema five pabhenji

Ndikurova bag
Ndikurova bag

No comments:

Post a Comment