MAKANGA MANDIKANGANWA LYRICS BY KILLER T
ndinogara pasi ndotandavara ndoteerera music
yako ndakavhara meso, pandinosimuka ipapo ndinosimuka ndiine manyawi.
Makanyanya bro one in a million ndizvozvo mkanga mandikanganwa
musazotikanganwawo isu vanofamba nemi isu hatikukanganwei
kanopisa zvichiitirwei kunganwa chairman imhosva
Makanga mandikanganwa,,,,,,,, ikoko imhosva
haaaa makarova chibaba munokiller sezita renyu
Ramba wakadaro killar t toenda kure newe.
Cheyameni kuseri ..hamukanganwike rambai makadaro
wakaiphwei, zvese zvaukubura zvikunakidza kusvika kubhonzo

Subscribe to:
Post Comments (Atom)
-
kuthi hhuu! [feel pressure of the Air (Spirit)] Zonke ezam Xa zibuya uzozibona [When My squad returns you’ll see] Banomoya. [They a...
-
Ekoti te ( you missed the shot). Dj Mopao frontiere ya liwa, kanga foto (Dj Mopao the border of death, take a photo) Tutu Roba Ve...
-
Where to go I do not know Looking for answers why I do not know You are no longer listening You are no longer interested You are ...
No comments:
Post a Comment