KUMAHUMBWE LYRICS BY JAH PRAYZAH

Ini ndakuda kumbosiya zvaJah cz ndaona ndapengaaa so
Kikikikiki ini ndaswera ndakazvikiira door ndichitamba aaa ndatozozvibvunza kuti nhai ndichiri ndakakwana here🤣🤣🤣ndikatozvidaira kuti ehe nhai
Ichi chakaipa unogona kungobhururuka nacho
Ndakanzwa wakaenda nagoriyati
Haaaa jah mune mudzimu zvexuwa izvi hazvisi zvega aaaaah
Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath ...
Ndianiko aiziva uchazondisiya
song ikunatsopinda ponda chaipo chaipo iyi..,,,makumberi
urisoja rinosvika kure, kumaNdevere takubvuma sando kunewe blaz... uyiskhokho
Kutorwawo na Goriati here. Wakandirwadzisa
Ndafunga kutsvaga munhu wangu otherwise ndandapotsa ndaenda naGoriath
ndakanzwa kut wakachata na goliath kkkkk tt voice hamusuriziva up up jp basil t madzime from manicaland
"Mudiwa ndakusuwa, ndinongonzwa nemakuhwa kuti uriko moyo wangu unorwadza.
ai kugona kwaisungisa Jah waifira mujeri mfesi wangu!! Wakaipa
Ryt wadxoka pako pekudhara paye wakuyimba manje not zvawanga wakuyita netwumahure twako twuya
Puloooooooooooo wandifungisa kureeeee tichitamba chirangano
Mudiwa ndakusuva ndongohwa nemakuhwa

No comments:

Post a Comment