KIDE LYRICS BY JAH PRAYZAH

 kide wandibata samambo  kide wandibata samambo

Wakambonakira nesong kusvika pakuda kutodya speaker ummm this kide song is too much kane kamwe ka that kanomisa hana. Sando dzako Jah.
"TARARA TAKADHAKIWA TAMUKIRA MUSANGO,ASI PATANGO MUKIRA TATANGIDZA MUSAMBO" DECEMBER ATOPERA SO NDIZVO ZVINENGE ZVICHIITIKA TAPEDZA...KIDEEEEE
mkoma makaipa bhama renyu rakapenga
Haaaa kwakuseri isai maoko kuti mberi ayende
Songa iyi yandifungisa mumwe muface wangu...moenda bhawa achibvako oenda kubasa
Kideeeee, dai album rainz kide haro, rikunaka kunge heinz
Haaaaa kiiiideeee inoita..... Ndinonzwa moto mumabhonzo...... Haaaa Jah apa wakasota
ndinoda ku rara ndakadhakiwa ndomukira musango.
kide wandibata samambo..........ndofunga ndakupenga chete.
Mmm makanyanya mkuru ndakanda mapfumo pasi
Ndiri non starter Zvichinge zvandibata ndorema semakataa yee No hala, hakuna matata.....

No comments:

Post a Comment