HAKATA LYRICS BY JAH PRAYZAH

Kunakidzwa zvekunzwa kuda kuchema chaiko.
mdara kana musingasvikirwe munosvika
Haiwa Mudzimu oye zvamunenge makafuratira.
kwatabva chinhambo musamise mutambo.....hupenyu hurefu.
Stimela muchengetedze ane ka that so mkadzi uya
Batai mazwi varume!
Nyika yeDzimbahwe tiriparwendo asi tinenge tarasika.
Vakuru vanenge vakafuratira. Pakaoma!.
Ukasvora apa unenge unezvinokunetsa umwe wangu
ndabva ndafunga makare kare
Kune nzira nhema ndiyoyi nzira yandinozeza....
ko inga takadire mhamba...chiorodziva tateguru akatungamira...
chitima charamba chichiti kweeeh
kwatabva chinhambo musamisa mutambo

Kunakidzwa zvekunzwa kuda kuchema chaiko.
mdara kana musingasvikirwe munosvika
Haiwa Mudzimu oye zvamunenge makafuratira.
kwatabva chinhambo musamise mutambo.....hupenyu hurefu.
Stimela muchengetedze ane ka that so mkadzi uya
Batai mazwi varume!
Nyika yeDzimbahwe tiriparwendo asi tinenge tarasika.
Vakuru vanenge vakafuratira. Pakaoma!.
Ukasvora apa unenge unezvinokunetsa umwe wangu
ndabva ndafunga makare kare
Kune nzira nhema ndiyoyi nzira yandinozeza....
ko inga takadire mhamba...chiorodziva tateguru akatungamira..
chitima charamba chichiti kweeeh
kwatabva chinhambo musamisa mutambo

No comments:

Post a Comment