STONYENI LYRICS BY JAH SIGNAL (JAYA ALBUM)

Stonyeni yanetsa pataundi, SiGi wakaipa
Stonyeni yanetsa pataundi, SiGi wakaipa
Yakanyanya kani Yakanyanya kaniYakanyanya kani
hanzi tamba hako pabasa hanzi tamba hako pabasa
aaaaaa wat is stoyeni kikikik hayaaaa vanhu vari kuimba zvinyadzi muchivande hayaa
Haaa taura hako whats stonyeni chokwadi
regai ndinake kunge stonyeni.....sigie wakaipaa
Sigi wakaipaaaaa! Prrrrrrrrrr pu pu pu pu puuuloooo!!!! Mad tune stonyeni kuseri
Vabvuma kukangwa kunge onion Regai ndinake kunge stonyii
kkkkkkkk jah signal aenda ne stonyeni !!!!!
bvunzai magafa asati afa
Tikamboti garei garei ka Jah Signal Zvazvinhu
Sigie wakaipa ngoma dzako dzonaka kunge stonyeni
Ndirikuda kupinda mubako ASI ndichapinda yakadero
hahahaha Sigi wakaipa shuwa!!!
Dzatova nyembe mkuru regai ndigare pachituro
Asi Siggy so, wakadziya hako
kanonaka kamhanzi aka
 Sigie wakaipa!  Sigie wakaipa! Sigie wakaipa!
stonyeni iyi inenge yakaipaaaa.....Regai ndigare pachituru
 hanz kunaka kunge stonyeni

No comments:

Post a Comment