CHEMBERE DZEKWEDU LYRICS BY JAH SIGNAL

Apa mdra apa ndopamandibata pamoyo chaipo........
vekwedu isu vanodana zvekuty
ummmm sig zvakauya seiko izvi .
munhu anogona uyu boiz......haakundike
Chembere dzekwedu rudo dzinopanana
Aikaka usadarozve unozogona sei kudaro
chakanyanya chingoma chako mufana wangu.
Wakachimhanya Siginari chiri kuseri
Signal uri huchi plus futi hausi munhu mupfupi

No comments:

Post a Comment