NDIYAMUREYIWO LYRICS BY KILLER T

nyaya yacho tainzwa
Kana zvichinge zvandigara ndinodzikama
Zvikangopinda bopoto handizvigone .mangoma ihobho
aiwa itai ndipinde,aiwa ndakangoti ndiyamureiwo ,ndinodzikama
Ndivananiko vanoisa 👎pane zvinhu zvakanaka kudai
 ko ngoma iri zvarakaipa nhai imi
aiwa ndadzoka futi,kuti ndingoti ...aiwa ndiyamureiwo ndinodzikama!
Ndiyamureiwo ndodzikama always on point killer wakuseri

No comments:

Post a Comment