SARAI LYRICS BY JAH PRAYZAH


tatoliker tisati tatombonzwa song yacho,,, tomutemba
Shumba na Mhere vanodawoo kuisa food patafura boiz.. makadai vanozodiiii
 paakatisiya ndaiti achadzoka but its now more than decade ashaya....
fambai zvakanaka Daddy .
ngatimbodzamisei ndangariro hama dzangu.
Famba zvakanaka mweya wakachena
Ndakunzwa kungaa ndapadyo nekufaa.....
hameno Mwari ndichaenda ndisina kuoneka nemi zvakaoma
Uuuum aka ndiri kupota ndichirikukaisa
skip pfungwa dziri kubva dzadzama
ngazviende mberi soja rinosvika kure
vafamba zvakanaka mweya wakachena!
famba zvakanaka, mweya wakachena
Iwee jah prayza ka,uri dofo nekugona
Jar wandipinza mudziva remisodzi,
wandifungisa baba vangu vakaenda ndichiri
mwana ndachema apa ndomwedzi wacho uno wekuyeuka

tatoliker tisati tatombonzwa song yacho,,, tomutemba
Shumba na Mhere vanodawoo kuisa food
patafura boiz.. makadai vanozodiiii
 paakatisiya ndaiti achadzoka but its now more than decade ashaya....
fambai zvakanaka Daddy .
ngatimbodzamisei ndangariro hama dzangu.
Famba zvakanaka mweya wakachena
Ndakunzwa kungaa ndapadyo nekufaa.....
hameno Mwari  ndichaenda ndisina kuoneka nemi zvakaoma
Uuuum aka ndiri kupota ndichirikukaisa
skip pfungwa dziri kubva dzadzama
ngazviende mberi soja rinosvika kure
vafamba zvakanaka mweya wakachena!
famba zvakanaka, mweya wakachena
Iwee jah prayza ka,uri dofo nekugona
Jar wandipinza mudziva remisodzi, wandifungisa
baba vangu vakaenda ndichiri mwana ndachema
apa ndomwedzi wacho uno wekuyeuka

No comments:

Post a Comment