HANDIRARE KADEN KWENYU FUTI LYRICS BY ENZO ISHALL


handzadzi yako iyeye iye kekudzingwa kumurume yandimutsa
kuma 2 hanzi huya tione pono apa ahina mazino
ko dai yazongoti handichada zvemakonzo
zimfana rako rinodhonza magumbeze neepasi zvese nemapillow
 Hanzi ko dai yazongoti haichade zvemakonzo
hanzi hanzvadzi isina mazino yati huya

gonye rema mvere here chibaba
Kkkkkk pamunonyora masongs enyu aya munenge
mambodyei guys ummmm kkkkkk makanyanya
ZiFantan kuseri kkkkķkkkk hamuite king
hanzi shato yazopinda ichimhanyisa makonzo
kodai yazoti andichada izvozvo hahaha
chakanyanya ichi..hanzvadzi yako haina mazino
mad mpfanha wako anga achirota ari
Marcelo ndosaka azondibhutsura mabhora
hahahaha ko dai shato yazongoti handichada makonzo hahahha
akanyanya uyu ndinorara mumuti ah
kkkkk ndaseka hangu pahanzvadzi apo kwaa
Iwee! Ndafambwa nehozhwa kumeso yasiya
kanzira karikubva nekumuromo kakananga kumaziso
 Hozhwa yasiya road .. Uyo wekudhonza gumbezi ariserious
APA kamudhonzero kaarikuriita kaa rogona kuvharuka coz gumbezi racho ndizvo

No comments:

Post a Comment