DANGEROUS LYRICS BY JAH PRAYZAH


Dangerous kanopisa aka
Dangerous kanopisa aka
Ramba uchikakata famba chisikana
Baby chikucha ummm sandidaro Jah
aisa dislike uyo tipewo zvaunoimba tinzwewo zvako zviri nani
Haaaa ndatenda hangu,mhanzi dze kisimusi dzazouya zvino!
Tsika iwe tsika tsika tsika tsika jah ndizvo
 muimbi asina nguwa yekudzikisira vamwe munziyo dzake
Uyu muface uyu akuda kuti tichizopenga manje....esh ndapotsa ndapenga....
Ndaita chi mad mad nenzwiyo iyi dangerous
Jah une musikanzwa ukumboimba nezvei apa
Kkkkkk tikazogara zvedu
JP ur songs ka hehehe umbotiudzawo kut akutaura nezvei..
Zwinoita zwegaso kana ndazwitanga zwangu
Izvizvinodakutedwa izvi chekutanga totendamwari
vakamusika nekumupa chipo chekuimba tozodzoka
kuvabereki vake vakashanda basa guru nice one

No comments:

Post a Comment