induwe yapapa lodza yayabiwa na danmore
ende pakaidzirwa mbavha haubude shuwa wavane nechidhindo kuface kkkkk
Ishamwari yaDanmore chete iyi
Sa sa sa sa naka dhululu ... Asingapere chinonaka
nduwe yacho yabiwa ndeyako ?
Hatingadziti mhepo idzungu
Tete ndavaudza vakubikire porridge variite ritete Tete..
Njuga dziye dzakuita dzichirema manje
painzi ukakuya dzungu haufe wakawana dovi lkkkkk wakaipa mfana kk
vanhu vakadaidzira hure haubude murume wacho ndewako
inini kusara ndirimumba hakusi kupisa
Pfana uyu arikupisa kunge zuva
Enxo kuseri unoimba zvakadzikamba

No comments:
Post a Comment